14 “‘Kunyange zvakadaro, ndine zvinhu zvishomanana zvandinopesana newe, kuti ikoko une vaya vanobatisisa dzidziso yaBharami,+ uya akatanga kudzidzisa Bharaki+ kuisa chinhu chinogumbura pamberi pevanakomana vaIsraeri, kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori uye kuti vaite ufeve.+