RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 9:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Uyewo, ndichabvunza ropa remweya yenyu. Ndicharibvunza paruoko rwezvisikwa zvose zvipenyu; ndichabvunza mweya womunhu paruoko rwomunhu,+ paruoko rwomumwe nomumwe ari hama yake.

  • Eksodho 21:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “Anorova munhu zvokuti anofa, anofanira kuurayiwa.+

  • Revhitiko 24:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “‘Zvino kana munhu akarova mweya womunhu ukafa, chokwadi iye anofanira kuurayiwa.+

  • Dheuteronomi 19:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 varume vakuru veguta rake vanofanira kubva vatuma munhu, vonomutora ikoko, uye vanofanira kumuisa muruoko rwomutsivi weropa, uye anofanira kufa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe