RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 23:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Tarira! Ndakatorwa kuti ndikomborere,

      Iye akomborera,+ uye ini handizozvichinji.+

  • Pisarema 5:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuti imi muchakomborera munhu wose akarurama,+ haiwa Jehovha;

      Muchavakomba+ nokuvafarira kwenyu sokunge nenhoo huru.+

  • Pisarema 67:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Mwari achatikomborera,+

      Migumo yose yenyika ichamutya.+

  • Pisarema 115:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Jehovha akatiyeuka; achatikomborera,+

      Achakomborera imba yaIsraeri,+

      Achakomborera imba yaAroni.+

  • VaEfeso 1:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu,+ nokuti akatikomborera+ nezvikomborero zvose zvomudzimu munzvimbo dzokudenga,+ tiri pamwe naKristu,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe