Mapisarema
Kumutungamiriri wezviridzwa zvine tambo. Rwiyo, rumbo.
67 Mwari achatinzwira nyasha, otikomborera;+
Achaita kuti chiso chake chipenye patiri+—Sera—
2 Kuti nzira yenyu izivikanwe munyika,+
Noruponeso rwenyu kumarudzi ose.+
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.