Revhitiko 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “‘Zvino kana chinopiwa chake chiri chibayiro chokugoverana,+ kana achiuya nacho chiri chemombe, ingava hono kana hadzi, ngaauye neyakanaka+ pamberi paJehovha. Numeri 29:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 “‘Izvi ndizvo zvamuchapa Jehovha pamitambo yenyu yomwaka nomwaka,+ tisingabatanidzi zvinopiwa zvenyu zvemhiko+ nezvinopiwa zvenyu zvokuzvidira+ kuti zvive zvinopiwa zvenyu zvinopiswa+ nezvinopiwa zvenyu zvezviyo+ nezvinopiwa zvenyu zvinonwiwa+ nezvibayiro zvenyu zvokugoverana.’”+
3 “‘Zvino kana chinopiwa chake chiri chibayiro chokugoverana,+ kana achiuya nacho chiri chemombe, ingava hono kana hadzi, ngaauye neyakanaka+ pamberi paJehovha.
39 “‘Izvi ndizvo zvamuchapa Jehovha pamitambo yenyu yomwaka nomwaka,+ tisingabatanidzi zvinopiwa zvenyu zvemhiko+ nezvinopiwa zvenyu zvokuzvidira+ kuti zvive zvinopiwa zvenyu zvinopiswa+ nezvinopiwa zvenyu zvezviyo+ nezvinopiwa zvenyu zvinonwiwa+ nezvibayiro zvenyu zvokugoverana.’”+