Dheuteronomi 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 haufaniri kuatya.+ Unotofanira kuyeuka zvakaitwa naJehovha Mwari wako kuna Farao nokuIjipiti yose,+ Dheuteronomi 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Anofanira kuti kwavari, ‘Haiwa imi vaIsraeri, inzwai, muri kuswedera pedyo nhasi kuti murwe nevavengi venyu. Mwoyo yenyu ngairege kutya.+ Musatya momhanya mavhunduka kana kuvadedera,+
18 haufaniri kuatya.+ Unotofanira kuyeuka zvakaitwa naJehovha Mwari wako kuna Farao nokuIjipiti yose,+
3 Anofanira kuti kwavari, ‘Haiwa imi vaIsraeri, inzwai, muri kuswedera pedyo nhasi kuti murwe nevavengi venyu. Mwoyo yenyu ngairege kutya.+ Musatya momhanya mavhunduka kana kuvadedera,+