Eksodho 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mosesi akabva ati kuvanhu vacho: “Musatya henyu.+ Mirai makasimba muone ruponeso rwaJehovha, rwaachakuitirai nhasi.+ Nokuti vaIjipiti ava vamuri kuona nhasi hamuchazombovaonizve, aiwa, kana.+ Pisarema 105:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Vakavaratidza zviratidzo zvake,+Nezvishamiso munyika yaHamu.+ Pisarema 135:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Iye akauraya matangwe eIjipiti,+Zvose munhu nemhuka.+ Mabasa 13:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mwari wevanhu ava vaIsraeri akasarudza madzitateguru edu, uye akakwidziridza vanhu vacho munguva yavakagara vari vatorwa munyika yeIjipiti, akavabudisa mairi noruoko rune simba.+
13 Mosesi akabva ati kuvanhu vacho: “Musatya henyu.+ Mirai makasimba muone ruponeso rwaJehovha, rwaachakuitirai nhasi.+ Nokuti vaIjipiti ava vamuri kuona nhasi hamuchazombovaonizve, aiwa, kana.+
17 Mwari wevanhu ava vaIsraeri akasarudza madzitateguru edu, uye akakwidziridza vanhu vacho munguva yavakagara vari vatorwa munyika yeIjipiti, akavabudisa mairi noruoko rune simba.+