1 Madzimambo 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Mambo Soromoni akapika naJehovha, achiti: “Mwari ngaandiitire saizvozvo, uye ngaawedzere pazviri,+ kana Adhonija asina kutaura chinhu ichi kuti arasikirwe nomweya wake.+ Zvirevo 8:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Asi anondishayiwa ari kuitira mweya wake chisimba;+ vose vaya vanondivenga kwazvo ndivo vanoda rufu.”+
23 Mambo Soromoni akapika naJehovha, achiti: “Mwari ngaandiitire saizvozvo, uye ngaawedzere pazviri,+ kana Adhonija asina kutaura chinhu ichi kuti arasikirwe nomweya wake.+
36 Asi anondishayiwa ari kuitira mweya wake chisimba;+ vose vaya vanondivenga kwazvo ndivo vanoda rufu.”+