Numeri 16:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Akabva ataura naKora neungano yake yose, achiti: “Mangwanani, Jehovha achazivisa kuti wake ndoupi+ uye kuti mutsvene ndoupi,+ kuti ndiani anofanira kuswedera pedyo naye,+ uye munhu waachasarudza+ ndiye achaswedera pedyo naye. Numeri 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Dzorera tsvimbo yaAroni+ pamberi peChipupuriro kuti ive chimwe chinhu chinofanira kuchengetwa kuti chive chiratidzo+ kuvanakomana vokupanduka,+ kuti kundigunun’unira kwavo kugume, kuti varege kufa.” Numeri 26:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nyika yakabva yashama muromo wayo ikavamedza.+ Asi Kora akafa pakafa ungano yacho, moto pawakaparadza varume mazana maviri nemakumi mashanu.+ Uye vakava chiratidzo.+ 1 Timoti 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Tsiura+ vanhu vane tsika yokuita chivi+ pamberi pevanhu vose, kuti vamwe vose vatye.+
5 Akabva ataura naKora neungano yake yose, achiti: “Mangwanani, Jehovha achazivisa kuti wake ndoupi+ uye kuti mutsvene ndoupi,+ kuti ndiani anofanira kuswedera pedyo naye,+ uye munhu waachasarudza+ ndiye achaswedera pedyo naye.
10 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Dzorera tsvimbo yaAroni+ pamberi peChipupuriro kuti ive chimwe chinhu chinofanira kuchengetwa kuti chive chiratidzo+ kuvanakomana vokupanduka,+ kuti kundigunun’unira kwavo kugume, kuti varege kufa.”
10 Nyika yakabva yashama muromo wayo ikavamedza.+ Asi Kora akafa pakafa ungano yacho, moto pawakaparadza varume mazana maviri nemakumi mashanu.+ Uye vakava chiratidzo.+