Johani 8:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Naizvozvo Jesu akati: “Pamunenge mangosimudza+ Mwanakomana womunhu,+ muchabva maziva kuti ndini iye,+ uye kuti handiiti chinhu chandinozvitangira ndoga;+ asi ndinotaura zvinhu izvi sokudzidziswa kwandakaitwa naBaba.+ Johani 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti ndakavapa mashoko amakandipa,+ vakaagamuchira uye chokwadi vakasvika pakuziva kuti ndakauya somumiririri wenyu,+ uye vakatenda kuti makandituma.+
28 Naizvozvo Jesu akati: “Pamunenge mangosimudza+ Mwanakomana womunhu,+ muchabva maziva kuti ndini iye,+ uye kuti handiiti chinhu chandinozvitangira ndoga;+ asi ndinotaura zvinhu izvi sokudzidziswa kwandakaitwa naBaba.+
8 nokuti ndakavapa mashoko amakandipa,+ vakaagamuchira uye chokwadi vakasvika pakuziva kuti ndakauya somumiririri wenyu,+ uye vakatenda kuti makandituma.+