RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 20:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Waini museki,+ doro rinodhaka rinokonzera mheremhere,+ uye munhu wose anotsauswa nazvo haana kuchenjera.+

  • Zvirevo 23:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Nokuti chidhakwa nomunhu anokara vachava varombo,+ uye hope dzichapfekedza munhu mamvemve.+

  • VaRoma 13:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ngatifambei zvakakodzera sokunge kuti masikati,+ kwete mumitambo yemafaro akanyanyisa uye kunwira kudhakwa,+ kwete muunzenza hwepabonde uye kusazvibata,+ kwete mukukakavadzana+ negodo.

  • 1 VaKorinde 6:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 kana mbavha, kana vanhu vanokara,+ kana zvidhakwa,+ kana vanotuka, kana makororo havazogari nhaka youmambo hwaMwari.+

  • VaEfeso 5:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Uyewo, musadhakwa+ newaini, nokuti pakudhakwa ndipo pane zvakaipa,+ asi rambai muchizadzwa nomudzimu,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe