Joshua 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Shinga, usimbe,+ nokuti ndiwe uchagarisa vanhu ava nhaka+ yenyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndivape.+ Pisarema 27:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Tarisira kuna Jehovha;+ shinga uye mwoyo wako ngausimbe.+Chokwadi, tarisira kuna Jehovha.+ Pisarema 118:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha ari kurutivi rwangu; handizotyi.+Munhu wepanyika angandiitei?+
6 Shinga, usimbe,+ nokuti ndiwe uchagarisa vanhu ava nhaka+ yenyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndivape.+