Genesisi 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+ Pisarema 92:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kuti vazivise kuti Jehovha akarurama.+Iye ndiye Dombo+ rangu, maari hamuna chisina kururama.+ Pisarema 99:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye akada kururamisira nesimba ramambo.+Imi makasimbisa kururama.+Makaruramisira uye makaita zvakarurama pakati paJakobho.+ Hosiya 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndiani akachenjera, kuti anzwisise zvinhu izvi?+ Ndiani akangwara kuti azvizive?+ Nokuti nzira dzaJehovha dzakarurama,+ uye vakarurama ndivo vachafamba madziri;+ asi vadariki ndivo vachagumburwa madziri.+
25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+
4 Iye akada kururamisira nesimba ramambo.+Imi makasimbisa kururama.+Makaruramisira uye makaita zvakarurama pakati paJakobho.+
9 Ndiani akachenjera, kuti anzwisise zvinhu izvi?+ Ndiani akangwara kuti azvizive?+ Nokuti nzira dzaJehovha dzakarurama,+ uye vakarurama ndivo vachafamba madziri;+ asi vadariki ndivo vachagumburwa madziri.+