Pisarema 106:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vakakurumidza kukanganwa mabasa ake;+Havana kumirira zano rake.+ Pisarema 107:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti vakanga vapandukira+ mashoko aMwari;+Vakanga vasina kuremekedza zano reWokumusorosoro.+ Ruka 7:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Asi vaFarisi nevaya vaiziva Mutemo kwazvo vakazvidza zvavakanga varongerwa+ naMwari, zvavakanga vasina kubhabhatidzwa naye.)
30 Asi vaFarisi nevaya vaiziva Mutemo kwazvo vakazvidza zvavakanga varongerwa+ naMwari, zvavakanga vasina kubhabhatidzwa naye.)