Isaya 6:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ita kuti mwoyo yevanhu ava ive mikukutu,+ ita kuti nzeve dzavo dzidzivire,+ namatidza maziso avo, kuti varege kuona nemaziso avo uye varege kunzwa nenzeve dzavo, kuti mwoyo yavo irege kunzwisisa uye kuti varege kutendeuka vazviporese.”+ Isaya 27:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nhungirwa dzaro padzinooma, vakadzi vari kupinda vachadzityora, vachidzipisa.+ Nokuti irwo harusi rudzi runonzwisisa.+ Ndokusaka Muiti warwo asingazorunzwiri ngoni, uye Muumbi wavo asingazorunzwiri nyasha.+ Mateu 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti mwoyo yevanhu ava yava mikukutu, uye vakanzwa nenzeve dzavo vasingadavidzi, uye vakatsinzina maziso avo; kuti varege kumboona nemaziso avo uye kunzwa nenzeve dzavo vozvinzwisisa nemwoyo yavo vatendeuke, ndivaporese.’+
10 Ita kuti mwoyo yevanhu ava ive mikukutu,+ ita kuti nzeve dzavo dzidzivire,+ namatidza maziso avo, kuti varege kuona nemaziso avo uye varege kunzwa nenzeve dzavo, kuti mwoyo yavo irege kunzwisisa uye kuti varege kutendeuka vazviporese.”+
11 Nhungirwa dzaro padzinooma, vakadzi vari kupinda vachadzityora, vachidzipisa.+ Nokuti irwo harusi rudzi runonzwisisa.+ Ndokusaka Muiti warwo asingazorunzwiri ngoni, uye Muumbi wavo asingazorunzwiri nyasha.+
15 Nokuti mwoyo yevanhu ava yava mikukutu, uye vakanzwa nenzeve dzavo vasingadavidzi, uye vakatsinzina maziso avo; kuti varege kumboona nemaziso avo uye kunzwa nenzeve dzavo vozvinzwisisa nemwoyo yavo vatendeuke, ndivaporese.’+