Dheuteronomi 32:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti ivo rudzi rusingafungi,+Pakati pavo hapana kunzwisisa.+ Isaya 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nzombe inonyatsoziva munhu akaitenga, mbongoro inoziva chidyiro chezvipfuwo chomuridzi wayo; asi vaIsraeri havana kuziva,+ vanhu vangu havana kunzwisisa.”+ Jeremiya 4:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+ Hosiya 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vanhu vangu vachaitwa kuti vanyarare, nokuti hakuna zivo.+ Zvawakaramba zivo,+ ndichakurambawo kuti urege kundishumira somupristi;+ uye zvaunoramba uchikanganwa mutemo waMwari wako,+ iniwo ndichakanganwa vanakomana vako.+
3 Nzombe inonyatsoziva munhu akaitenga, mbongoro inoziva chidyiro chezvipfuwo chomuridzi wayo; asi vaIsraeri havana kuziva,+ vanhu vangu havana kunzwisisa.”+
22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+
6 Vanhu vangu vachaitwa kuti vanyarare, nokuti hakuna zivo.+ Zvawakaramba zivo,+ ndichakurambawo kuti urege kundishumira somupristi;+ uye zvaunoramba uchikanganwa mutemo waMwari wako,+ iniwo ndichakanganwa vanakomana vako.+