Hosiya 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Kukanganisa kwaEfremu kwakaputirwa pamwe chete, chivi chake chakachengetwa.+ VaRoma 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+
5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+