Isaya 41:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndiani ave achishanda+ uye aita izvi, achishevedza zvizvarwa kubvira pakutanga?+ “Ndini, Jehovha, Wokutanga;+ uye ndini iye mumwe chete kune vokupedzisira.”+ Isaya 48:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Nditeerere, haiwa iwe Jakobho, newe Israeri wandakashevedza. Ini ndini iye mumwe chete.+ Ndini wokutanga.+ Uyewo, ndini wokupedzisira.+
4 Ndiani ave achishanda+ uye aita izvi, achishevedza zvizvarwa kubvira pakutanga?+ “Ndini, Jehovha, Wokutanga;+ uye ndini iye mumwe chete kune vokupedzisira.”+
12 “Nditeerere, haiwa iwe Jakobho, newe Israeri wandakashevedza. Ini ndini iye mumwe chete.+ Ndini wokutanga.+ Uyewo, ndini wokupedzisira.+