Dheuteronomi 32:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+ Mabasa 17:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Akaita marudzi ose+ evanhu kubva pamunhu+ mumwe chete, kuti agare pamusoro penyika yose,+ uye akatema nguva dzakatarwa+ nemiganhu yakaiswa yokugara kwevanhu,+
8 Wokumusorosoro paakapa marudzi nhaka,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,+Akaisa muganhu wemarudzi+Nokuda kwokuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+
26 Akaita marudzi ose+ evanhu kubva pamunhu+ mumwe chete, kuti agare pamusoro penyika yose,+ uye akatema nguva dzakatarwa+ nemiganhu yakaiswa yokugara kwevanhu,+