RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 32:41
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 41 Kana ndikarodza bakatwa rangu rinon’aima,+

      Uye ruoko rwangu rukabata kutonga,+

      Ndichatsiva mhandu dzangu+

      Uye ndichatsiva vaya vanondivenga kwazvo.+

  • Mika 5:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ndichatsiva marudzi asina kuteerera ndakatsamwa uye ndakashatirwa.”+

  • Ruka 21:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 nokuti aya mazuva okururamisira, kuti zvinhu zvose zvakanyorwa zvizadzike.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe