Genesisi 10:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo muganhu womuKenani wacho wakatangira paSidhoni kusvikira kuGerari,+ pedyo neGaza,+ kusvikira kuSodhoma neGomora+ neAdma+ neZebhoimu,+ pedyo neRasha. Genesisi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+ Joshua 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndichakupai nzvimbo dzose dzichatsikwa netsoka dzenyu, sezvandakapikira Mosesi.+
19 Naizvozvo muganhu womuKenani wacho wakatangira paSidhoni kusvikira kuGerari,+ pedyo neGaza,+ kusvikira kuSodhoma neGomora+ neAdma+ neZebhoimu,+ pedyo neRasha.
18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+