RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 22:45
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 45 Vokune dzimwe nyika vachauya kwandiri vachidedera;+

      Nzeve dzichateerera kuti dzindinzwe.+

  • Pisarema 66:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Itii kuna Mwari: “Mabasa enyu anotyisa sei!+

      Nokuda kwoukuru hwesimba renyu, vavengi venyu vachauya kwamuri vachidedera.+

  • Pisarema 81:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Vaya vanovenga Jehovha kwazvo, vachauya kwaari vachidedera,+

      Nguva yavo ichavapo nokusingagumi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe