Dheuteronomi 32:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 Ubve wafira mugomo rauri kukwira mariri, uiswe kwakaiswa vanhu vokwako,+ sokufa kwakaita Aroni mukoma wako muGomo reHori,+ akaiswa kwakaiswa vanhu vokwake; Joshua 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Mushumiri wangu Mosesi afa;+ zvino simuka, yambuka rwizi rwaJodhani urwu, iwe nevanhu ava vose, mupinde munyika yandiri kuvapa, ivo vanakomana vaIsraeri.+
50 Ubve wafira mugomo rauri kukwira mariri, uiswe kwakaiswa vanhu vokwako,+ sokufa kwakaita Aroni mukoma wako muGomo reHori,+ akaiswa kwakaiswa vanhu vokwake;
2 “Mushumiri wangu Mosesi afa;+ zvino simuka, yambuka rwizi rwaJodhani urwu, iwe nevanhu ava vose, mupinde munyika yandiri kuvapa, ivo vanakomana vaIsraeri.+