Vatongi 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino mudzimu+ waJehovha wakauya paari, akava mutongi waIsraeri. Paakaenda kunorwa, Jehovha akabva aisa Kushani-rishataimu mambo weSiriya muruoko rwake zvokuti ruoko rwake rwakakunda+ Kushani-rishataimu. Vatongi 6:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Mudzimu waJehovha+ wakafukidza Gidhiyoni zvokuti akaridza hwamanda,+ vaAbhi-ezeri+ vakaungana, vakamutevera. 1 Madzimambo 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 tarira! ndichaita maererano nemashoko ako.+ Tarira! ndichakupa mwoyo wakachenjera, unonzwisisa,+ zvokuti hapana achaita sewe pane vakambovapo iwe usati wavapo, uye shure kwako hakuzomuki mumwe akaita sewe.+
10 Zvino mudzimu+ waJehovha wakauya paari, akava mutongi waIsraeri. Paakaenda kunorwa, Jehovha akabva aisa Kushani-rishataimu mambo weSiriya muruoko rwake zvokuti ruoko rwake rwakakunda+ Kushani-rishataimu.
34 Mudzimu waJehovha+ wakafukidza Gidhiyoni zvokuti akaridza hwamanda,+ vaAbhi-ezeri+ vakaungana, vakamutevera.
12 tarira! ndichaita maererano nemashoko ako.+ Tarira! ndichakupa mwoyo wakachenjera, unonzwisisa,+ zvokuti hapana achaita sewe pane vakambovapo iwe usati wavapo, uye shure kwako hakuzomuki mumwe akaita sewe.+