11 Mwari akabva ati kuna Soromoni: “Nokuti une chido mumwoyo mako+ uye hauna kukumbira zvinhu zvizhinji, pfuma nokukudzwa kana mweya yevaya vanokuvenga, uye hauna kukumbira mazuva mazhinji,+ asi wakumbira uchenjeri nezivo kuti utonge vanhu vangu vandakakugadza kuti uve mambo wavo,+