Revhitiko 26:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho. Pisarema 105:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Akayeuka sungano yake nokusingagumi,+Shoko raakarayira zvizvarwa zvine chiuru,+ Ruka 1:72 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 72 kuti aite ngoni dzine chokuita nemadzitateguru edu uye kuti ayeuke sungano yake tsvene,+
42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho.
8 Akayeuka sungano yake nokusingagumi,+Shoko raakarayira zvizvarwa zvine chiuru,+ Ruka 1:72 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 72 kuti aite ngoni dzine chokuita nemadzitateguru edu uye kuti ayeuke sungano yake tsvene,+