Genesisi 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+ Revhitiko 26:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho. Dheuteronomi 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira. Dheuteronomi 7:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Zvino kana mukaramba muchiteerera zvakatongwa izvi, mukazvichengeta uye mukazviita,+ Jehovha Mwari wenyu achakuchengeterai sungano+ nomutsa worudo zvaakapikira madzitateguru enyu.+ Pisarema 105:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Akayeuka sungano yake nokusingagumi,+Shoko raakarayira zvizvarwa zvine chiuru,+ Pisarema 106:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Aiyeuka sungano yake pamusoro pavo,+Uye aizvidemba maererano nokuwanda kwomutsa wake worudo mukuru.+
7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+
42 Ndichayeuka sungano yangu naJakobho;+ kunyange sungano yangu naIsaka+ uye ndichayeuka kunyange sungano yangu naAbrahamu,+ uye ndichayeuka nyika yacho.
31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira.
12 “Zvino kana mukaramba muchiteerera zvakatongwa izvi, mukazvichengeta uye mukazviita,+ Jehovha Mwari wenyu achakuchengeterai sungano+ nomutsa worudo zvaakapikira madzitateguru enyu.+
8 Akayeuka sungano yake nokusingagumi,+Shoko raakarayira zvizvarwa zvine chiuru,+ Pisarema 106:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Aiyeuka sungano yake pamusoro pavo,+Uye aizvidemba maererano nokuwanda kwomutsa wake worudo mukuru.+
45 Aiyeuka sungano yake pamusoro pavo,+Uye aizvidemba maererano nokuwanda kwomutsa wake worudo mukuru.+