Dheuteronomi 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Zvino, haiwa iwe Israeri, Jehovha Mwari wako ari kukumbirei kwauri+ kunze kwokuti utye+ Jehovha Mwari wako, kuti ufambe munzira dzake dzose,+ umude,+ ushumire Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose;+ Mateu 22:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Iye akati kwaari: “‘Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nepfungwa dzako dzose.’+
12 “Zvino, haiwa iwe Israeri, Jehovha Mwari wako ari kukumbirei kwauri+ kunze kwokuti utye+ Jehovha Mwari wako, kuti ufambe munzira dzake dzose,+ umude,+ ushumire Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose;+
37 Iye akati kwaari: “‘Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nepfungwa dzako dzose.’+