RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 19:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Imi muchava kwandiri umambo hwevapristi norudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vanakomana vaIsraeri.”

  • Dheuteronomi 14:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.

  • Jeremiya 2:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Israeri aiva chinhu chitsvene kuna Jehovha,+ zvibereko zvokutanga kwaAri.”’+ ‘Vanhu vose vaimuparadza vaizvipa mhosva.+ Dambudziko raiuya pavari,’ ndizvo zvakataura Jehovha.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe