Dheuteronomi 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Jehovha Mwari wako paanovadzinga pamberi pako, usati mumwoyo mako, ‘Jehovha akandiunza kuti nditore nyika iyi kuti ive yangu nokuti ndakarurama,’+ nepo Jehovha achadzinga marudzi aya pamberi pako nokuda kwokuipa kwawo.+ 1 VaKorinde 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti ndiani anoita kuti usiyane+ nomumwe? Chokwadi, chii chauinacho chausina kugamuchira?+ Zvino, kana wakachigamuchira+ zvechokwadi, nei uchizvirumbidza+ sokunge kuti hauna kuchigamuchira?
4 “Jehovha Mwari wako paanovadzinga pamberi pako, usati mumwoyo mako, ‘Jehovha akandiunza kuti nditore nyika iyi kuti ive yangu nokuti ndakarurama,’+ nepo Jehovha achadzinga marudzi aya pamberi pako nokuda kwokuipa kwawo.+
7 Nokuti ndiani anoita kuti usiyane+ nomumwe? Chokwadi, chii chauinacho chausina kugamuchira?+ Zvino, kana wakachigamuchira+ zvechokwadi, nei uchizvirumbidza+ sokunge kuti hauna kuchigamuchira?