RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Akabva ati: “Haiwa Jehovha, zvino kana mandinzwira nyasha, ndapota, Jehovha ngaafambe ari pakati pedu,+ nokuti ivo vanhu vane mitsipa yakaoma,+ mutikanganwire kukanganisa kwedu nechivi chedu,+ mutione senhaka yenyu.”+

  • Dheuteronomi 9:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Unofanira kuziva kuti Jehovha Mwari wako haasi kukupa nyika ino yakanaka kuti ive yako nokuda kwokururama kwako; nokuti uri rudzi rune mutsipa wakaoma.+

  • Dheuteronomi 31:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Nokuti ini—ndinonyatsoziva kupandukira kwenyu+ nemitsipa yenyu yakaoma.+ Kana makapandukira Jehovha+ ini ndichiri mupenyu kudai, ndinemi nhasi, zvakadini kana ndafa!

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe