Revhitiko 26:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndichatyora kudada kwamunoita nesimba renyu ndoita kuti matenga enyu ave sesimbi,+ uye nyika yenyu ive semhangura. Dheuteronomi 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jehovha akakutsamwirai kwazvo, akavhara matenga zvokuti hapana mvura inovapo+ uye nyika yorega kubereka zvibereko zvayo uye imi mokurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+ Dheuteronomi 28:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Matenga ako ari pamusoro pako anofanirawo kuva emhangura, uye nyika iri pasi pako yesimbi.+
19 Ndichatyora kudada kwamunoita nesimba renyu ndoita kuti matenga enyu ave sesimbi,+ uye nyika yenyu ive semhangura.
17 Jehovha akakutsamwirai kwazvo, akavhara matenga zvokuti hapana mvura inovapo+ uye nyika yorega kubereka zvibereko zvayo uye imi mokurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+