Dheuteronomi 4:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Unofanira kuchengeta mirau+ yake nemirayiro yake yandiri kukurayira nhasi, kuti zvikufambire zvakanaka+ iwe nevanakomana vako vanokutevera, uye kuti uve nemazuva mazhinji panyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako,+ nguva dzose.” Isaya 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Taurai, kuti zvichava zvakanaka kumunhu akarurama,+ nokuti vachadya zvibereko zvezvavakaita.+
40 Unofanira kuchengeta mirau+ yake nemirayiro yake yandiri kukurayira nhasi, kuti zvikufambire zvakanaka+ iwe nevanakomana vako vanokutevera, uye kuti uve nemazuva mazhinji panyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako,+ nguva dzose.”