5 “Zvino vapristi, ivo vanakomana vaRevhi vanofanira kuswedera, nokuti ndivo vakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti vamushumire+ uye kuti vakomborere+ vachishandisa zita raJehovha, uye ndivo vanofanira kupedza nharo dzose pamusoro pemabasa ose echisimba nezvavanotaura.+