1 Samueri 9:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Samueri akaona Sauro, Jehovha akati kwaari: “Hoyu murume wandakati nezvake, ‘Uyu ndiye achadzora vanhu vangu.’”+ 1 Samueri 10:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Samueri akabva ati kuvanhu vose: “Maona munhu asarudzwa naJehovha+ here, kuti hapana akafanana naye pakati pevanhu vose?” Vanhu vose vakatanga kushevedzera vachiti: “Mambo ngaararame!”+ 1 Samueri 16:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo akatumira shoko akaita kuti auye. Zvino akanga ari mutsvuku,+ jaya rine maziso akanaka nechitarisiko chakanaka. Jehovha akabva ati: “Simuka umuzodze, nokuti uyu ndiye!”+
17 Samueri akaona Sauro, Jehovha akati kwaari: “Hoyu murume wandakati nezvake, ‘Uyu ndiye achadzora vanhu vangu.’”+
24 Samueri akabva ati kuvanhu vose: “Maona munhu asarudzwa naJehovha+ here, kuti hapana akafanana naye pakati pevanhu vose?” Vanhu vose vakatanga kushevedzera vachiti: “Mambo ngaararame!”+
12 Naizvozvo akatumira shoko akaita kuti auye. Zvino akanga ari mutsvuku,+ jaya rine maziso akanaka nechitarisiko chakanaka. Jehovha akabva ati: “Simuka umuzodze, nokuti uyu ndiye!”+