1 Madzimambo 1:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti nhasi aenda kuti abayire+ nzombe nemhuru dzakakora nemakwai zvakawanda kwazvo uye kuti akoke vanakomana vose vamambo nevakuru veuto nomupristi Abhiyatari;+ uye tarirai vari kudya nokunwa vari pamberi pake uye vari kuramba vachiti, ‘Mambo Adhonija ngaararame!’+ 1 Madzimambo 1:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Zvino mupristi Zadhoki akatora nyanga yemafuta+ mutende,+ akazodza+ Soromoni; vakatanga kuridza hwamanda, vanhu vose vakashevedzera vachiti: “Mambo Soromoni ngaararame!”+ 2 Madzimambo 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Akabva abudisa mwanakomana+ wamambo, akaisa korona+ neChipupuriro+ paari; naizvozvo vakamugadza kuti ave mambo,+ vakamuzodza.+ Vakatanga kuombera+ vakati: “Mambo ngaararame!”+ Mateu 21:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kana ari mapoka evanhu, vaya vaifamba mberi kwake nevaya vaimutevera vakaramba vachishevedzera kuti: “Tapota, ponesai,+ Mwanakomana waDhavhidhi!+ Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!+ Tapota, muponesei, muri kumusorosoro!”+
25 Nokuti nhasi aenda kuti abayire+ nzombe nemhuru dzakakora nemakwai zvakawanda kwazvo uye kuti akoke vanakomana vose vamambo nevakuru veuto nomupristi Abhiyatari;+ uye tarirai vari kudya nokunwa vari pamberi pake uye vari kuramba vachiti, ‘Mambo Adhonija ngaararame!’+
39 Zvino mupristi Zadhoki akatora nyanga yemafuta+ mutende,+ akazodza+ Soromoni; vakatanga kuridza hwamanda, vanhu vose vakashevedzera vachiti: “Mambo Soromoni ngaararame!”+
12 Akabva abudisa mwanakomana+ wamambo, akaisa korona+ neChipupuriro+ paari; naizvozvo vakamugadza kuti ave mambo,+ vakamuzodza.+ Vakatanga kuombera+ vakati: “Mambo ngaararame!”+
9 Kana ari mapoka evanhu, vaya vaifamba mberi kwake nevaya vaimutevera vakaramba vachishevedzera kuti: “Tapota, ponesai,+ Mwanakomana waDhavhidhi!+ Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!+ Tapota, muponesei, muri kumusorosoro!”+