8 Zvino Jehovha akataurazve naAroni, akati: “Asi ini, tarira! ndakupa basa rokuti uchengete mipiro yandinopiwa.+ Pazvinhu zvose zvitsvene zvevanakomana vaIsraeri ndaipa kwauri nokuvanakomana vako kuti ive chikamu chenyu, ive mugove wenyu nokusingagumi.+