Genesisi 15:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino akamubudisa kunze akati: “Ndapota, tarira kumusoro kumatenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.”+ Akati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+ VaRoma 4:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kunyange zvazvo akanga asisina tariro, asi aiva nokutenda kwakavakirwa patariro,+ kuti ave baba vemarudzi+ mazhinji maererano nezvakanga zvataurwa, kuti: “Ndizvo zvichaita vana vako.”+ VaHebheru 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 achiti: “Chokwadi ndichakukomborera kwazvo, uye ndichaita kuti uwande kwazvo.”+
5 Zvino akamubudisa kunze akati: “Ndapota, tarira kumusoro kumatenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.”+ Akati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+
18 Kunyange zvazvo akanga asisina tariro, asi aiva nokutenda kwakavakirwa patariro,+ kuti ave baba vemarudzi+ mazhinji maererano nezvakanga zvataurwa, kuti: “Ndizvo zvichaita vana vako.”+