Dheuteronomi 10:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndokusaka Revhi asina kuva nomugove nenhaka+ pamwe chete nehama dzake. Jehovha ndiye nhaka yake, sezvakataurwa naJehovha Mwari wako kwaari.+ Joshua 13:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Dzinza revaRevhi chete ndiro raasina kupa nhaka.+ Zvinopiwa zvinopiswa nomoto+ zvaJehovha Mwari waIsraeri ndiyo nhaka yavo,+ sezvaakavapikira.+
9 Ndokusaka Revhi asina kuva nomugove nenhaka+ pamwe chete nehama dzake. Jehovha ndiye nhaka yake, sezvakataurwa naJehovha Mwari wako kwaari.+
14 Dzinza revaRevhi chete ndiro raasina kupa nhaka.+ Zvinopiwa zvinopiswa nomoto+ zvaJehovha Mwari waIsraeri ndiyo nhaka yavo,+ sezvaakavapikira.+