Eksodho 19:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Enda kuvanhu, uvatsvenese nhasi namangwana, uye vanofanira kugeza majasi avo.+ Revhitiko 20:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “‘Munofanira kuzvitsvenesa muve vatsvene,+ nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
10 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Enda kuvanhu, uvatsvenese nhasi namangwana, uye vanofanira kugeza majasi avo.+