Genesisi 21:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Naizvozvo vakaita sungano+ paBheeri-shebha, Abhimereki akazosimuka pamwe chete naFikori mukuru weuto rake vakadzokera kunyika yevaFiristiya.+ Vatongi 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Jehovha akaramba aina Judha, zvokuti akaita kuti nzvimbo ine makomo ive yake, asi akakundikana kudzinga vagari vomubani, nokuti vaiva nengoro dzehondo+ dzaiva nemajeko esimbi.+
32 Naizvozvo vakaita sungano+ paBheeri-shebha, Abhimereki akazosimuka pamwe chete naFikori mukuru weuto rake vakadzokera kunyika yevaFiristiya.+
19 Jehovha akaramba aina Judha, zvokuti akaita kuti nzvimbo ine makomo ive yake, asi akakundikana kudzinga vagari vomubani, nokuti vaiva nengoro dzehondo+ dzaiva nemajeko esimbi.+