2 Madzimambo 17:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Jehovha paakaita sungano+ navo akavarayira achiti: “Musatya vamwe vanamwari,+ uye musavakotamira kana kuvashumira kana kubayira kwavari.+ Jeremiya 10:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha: “Musambodzidza nzira yemamwe marudzi,+ uye musavhundutswa nezviratidzo zvokumatenga, nokuti mamwe marudzi anovhundutswa nazvo.+
35 Jehovha paakaita sungano+ navo akavarayira achiti: “Musatya vamwe vanamwari,+ uye musavakotamira kana kuvashumira kana kubayira kwavari.+
2 Zvanzi naJehovha: “Musambodzidza nzira yemamwe marudzi,+ uye musavhundutswa nezviratidzo zvokumatenga, nokuti mamwe marudzi anovhundutswa nazvo.+