1 Madzimambo 18:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Ava masikati Eriya akatanga kuvaseka+ achiti: “Shevedzerai kwazvo, nokuti iye ndimwari;+ panofanira kuva nechiri kumunetsa, zvimwe anoda kuzvibatsira+ saka anofanira kuenda kuchimbudzi.+ Kana kuti zvimwe akarara uye anofanira kumuka!”+
27 Ava masikati Eriya akatanga kuvaseka+ achiti: “Shevedzerai kwazvo, nokuti iye ndimwari;+ panofanira kuva nechiri kumunetsa, zvimwe anoda kuzvibatsira+ saka anofanira kuenda kuchimbudzi.+ Kana kuti zvimwe akarara uye anofanira kumuka!”+