Dheuteronomi 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi imi muri kunamatira+ kuna Jehovha Mwari wenyu, mose zvenyu muri vapenyu nhasi. Dheuteronomi 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+ Rute 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha ngaakupe mubayiro wezvaunoita,+ uye ngapave nomubayiro wako wakakwana+ unobva kuna Jehovha Mwari waIsraeri, ane mapapiro awauya kuzotsvaka kupotera pasi pawo.”+ 1 Madzimambo 8:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 “Uyewo kana munhu wokune imwe nyika,+ asiri wevanhu venyu vaIsraeri, anobva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu+
20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+
12 Jehovha ngaakupe mubayiro wezvaunoita,+ uye ngapave nomubayiro wako wakakwana+ unobva kuna Jehovha Mwari waIsraeri, ane mapapiro awauya kuzotsvaka kupotera pasi pawo.”+
41 “Uyewo kana munhu wokune imwe nyika,+ asiri wevanhu venyu vaIsraeri, anobva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu+