RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 1:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Naizvozvo vachadya zvibereko zvenzira yavo,+ uye vachagutswa nemazano avo.+

  • Zvirevo 1:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Nokuti kutsauka+ kwevasina zivo ndiko kuchavauraya,+ uye kushayiwa hanya kwemapenzi ndiko kuchaaparadza.+

  • Mateu 6:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Pamunenge muchitsanya,+ regai kuva nechiso chakasuruvara sevanyengeri, nokuti ivo vanoshatisa zviso zvavo kuti vaonekwe nevanhu kuti vari kutsanya.+ Chokwadi ndinoti kwamuri, Ivo vari kuwana mubayiro wavo wakakwana.

  • 2 Petro 2:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 vachizviitira zvakaipa+ somubayiro wokuita zvakaipa.+

      Vanoona kurarama kwoumbozha munguva dzemasikati semafaro.+ Ivo mavara nemakwapa, vachifara zvisingadzorwi nedzidziso dzavo dzinonyengera pavanenge vachidya nemi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe