Dheuteronomi 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Unofanira kutya Jehovha Mwari wako,+ umushumire,+ uye upike nezita rake.+ Joshua 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndapota, zvino ndipikirei naJehovha+ kuti, zvandakuitirai mutsa worudo, imiwo muchaitira imba yababa vangu+ mutsa worudo, mundipe chiratidzo+ chakavimbika. Joshua 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Joshua akaita rugare navo,+ akaita sungano navo kuti vavarege vachirarama, naizvozvo machinda+ eungano akavapikira.+
12 Ndapota, zvino ndipikirei naJehovha+ kuti, zvandakuitirai mutsa worudo, imiwo muchaitira imba yababa vangu+ mutsa worudo, mundipe chiratidzo+ chakavimbika.
15 Joshua akaita rugare navo,+ akaita sungano navo kuti vavarege vachirarama, naizvozvo machinda+ eungano akavapikira.+