RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 10:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “Zvino, haiwa iwe Israeri, Jehovha Mwari wako ari kukumbirei kwauri+ kunze kwokuti utye+ Jehovha Mwari wako, kuti ufambe munzira dzake dzose,+ umude,+ ushumire Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose;+

  • Dheuteronomi 13:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Munofanira kutevera Jehovha Mwari wenyu, mumutye, muchengete mirayiro yake, muteerere inzwi rake, mumushumire, uye munamatire kwaari.+

  • Pisarema 34:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Ityai Jehovha, imi vatsvene vake,+

      Nokuti vaya vanomutya havana chavanoshayiwa.+

  • Pisarema 128:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 128 Anofara munhu wose anotya Jehovha,+

      Anofamba munzira dzake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe