Jobho 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 akati:“Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,+Uye ndichadzokerawo imomo ndisina kupfeka.+Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora.+Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”+ Mariro 3:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Munhu mupenyu anganyunyutei,+ iye murume akagwinya pamusoro pechivi chake?+ Mabasa 21:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Patakatadza kumudzivisa, takabvuma nemashoko okuti: “Kuda+ kwaJehovha ngakuitike.”
21 akati:“Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,+Uye ndichadzokerawo imomo ndisina kupfeka.+Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora.+Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”+