1 Samueri 13:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Varume vaIsraeri vakaona kuti vakanga vachitambudzika kwazvo,+ nokuti vanhu vakanga vamanikidzwa kwazvo; uye vanhu vakavanda mumapako+ nomumakomba nomumabwe nomuninga nomumakomba emvura. 1 Samueri 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naizvozvo vaviri vacho vakabuda pachena kuti vaonekwe neboka revarwi vairinda revaFiristiya. VaFiristiya vakati: “Tarirai vaHebheru vari kubuda mumakomba mavanga vakavanda.”+
6 Varume vaIsraeri vakaona kuti vakanga vachitambudzika kwazvo,+ nokuti vanhu vakanga vamanikidzwa kwazvo; uye vanhu vakavanda mumapako+ nomumakomba nomumabwe nomuninga nomumakomba emvura.
11 Naizvozvo vaviri vacho vakabuda pachena kuti vaonekwe neboka revarwi vairinda revaFiristiya. VaFiristiya vakati: “Tarirai vaHebheru vari kubuda mumakomba mavanga vakavanda.”+