Genesisi 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akazvidemba+ kuti akanga aita vanhu panyika, akarwadziwa mumwoyo make.+ 1 Samueri 15:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Asi Samueri akati kuna Sauro: “Handingadzokeri newe, nokuti wakaramba shoko raJehovha, uye Jehovha akurambawo kuti urambe uri mambo waIsraeri.”+ 1 Samueri 15:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Samueri haana kuzoonazve Sauro kusvikira pazuva rokufa kwake, nokuti Samueri akanga aenda kunochema+ Sauro. Kana ari Jehovha akazvidemba kuti akanga aita Sauro mambo waIsraeri.+ Jeremiya 18:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 uye rudzi irworwo rukatendeuka pane zvakaipa zvarwo zvandakarunyevera,+ ndichazvidembawo pamusoro pedambudziko randakanga ndafunga kuita paruri.+
26 Asi Samueri akati kuna Sauro: “Handingadzokeri newe, nokuti wakaramba shoko raJehovha, uye Jehovha akurambawo kuti urambe uri mambo waIsraeri.”+
35 Samueri haana kuzoonazve Sauro kusvikira pazuva rokufa kwake, nokuti Samueri akanga aenda kunochema+ Sauro. Kana ari Jehovha akazvidemba kuti akanga aita Sauro mambo waIsraeri.+
8 uye rudzi irworwo rukatendeuka pane zvakaipa zvarwo zvandakarunyevera,+ ndichazvidembawo pamusoro pedambudziko randakanga ndafunga kuita paruri.+